1
Mapisarema 52:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndiri’ni, ndakafanana nomuorivi munyoro muimba yaMŋari; Ndinoʋimba netsitsi dzaMŋari nokusiŋgaperi‐peri.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 52:9
Ndicakuʋoŋgai nokusiŋgaperi, nokuti ndi’mi makaɀiita; Ndicamirira zita renyu pamberi paʋatȿene ʋenyu nokuti rakanaka.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo