1
Mapisarema 53:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃenzi rakati mumŋoyo maro: Mŋari hakuna. Ʋakaʋora, ʋakaita ɀakaipa ɀinonyaŋgadza; Hakuna‐unoita ɀakanaka.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 53:2
Mŋari, ari kuɗeŋga, wakatarira pasi kuʋana ʋaʋanhu, Kuti aʋone kana wakacenjera ari’po, Unotȿaka Mŋari.
3
Mapisarema 53:3
Mumŋe nomumŋe waʋo wakadzokera shure; ʋakaȿiɓiswa pamŋe cete; Hakuna‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo