1
Mapisarema 54:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, Mŋari ndiye muɓatsiri waŋgu. Ishe uri pakati paʋanotsigira mŋeya waŋgu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 54:7
Nokuti wakandirwira pakutambudzika kwose; Ziso raŋgu rakaʋona kukundwa kwaʋaʋeŋgi ʋaŋgu.
3
Mapisarema 54:6
Ndicakuɓayirai necipiriso cokuŋgopa nokuɀiɗira; Ndicaʋoŋga zita renyu, Jehova, nokuti rakanaka.
4
Mapisarema 54:2
Inzwai munyeŋgetero waŋgu, Mŋari; Rerekerai nzeʋe yenyu munzwe mashoko omuromo waŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo