1
Mapisarema 55:22
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kandira mutoro wako pamsoro paJehova, iye ucakusimbisa; Haaŋgatoŋgotenderi wakarurama kuti azunuŋguswe.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 55:17
Maɗekwana namaŋgwanani namasikati ndicacema ndiciʋuʋura; Iye ucanzwa inzwi raŋgu.
3
Mapisarema 55:23
Asi imi Mŋari mucaʋaɓurusira kugomba rokuparadzwa; Ʋanhu ʋanokarira ropa naʋanonyeŋgera haʋaŋgapedzi hafu yamazuʋa aʋo; Asi ini ndicaʋimba nemi.
4
Mapisarema 55:16
Kana ndiri’ni, ndicaɗana kunaMŋari; Jehova ucandiponesa.
5
Mapisarema 55:18
Wakadzikinura mŋeya waŋgu norugare, kukasaʋa nomumŋe wakasweɗera kwandiri; Nokuti ʋakaŋga ʋacirwa neni, ʋaiʋa ʋazhinji.
6
Mapisarema 55:1
Rerekerai nzeʋe yenyu kumunyeŋgetero wangu, Mŋari; Regai kuɀiʋanza pakukumbira kwaŋgu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo