1
Mapisarema 56:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yandinotya, Ndicaʋimba nemi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 56:4
MunaMŋari ndicarumbidza shoko rake; Ndakaʋimba naMŋari, handiŋgatyi; Nyama iŋgandiiteiko?
3
Mapisarema 56:11
Ndakaʋimba naMŋari, handiŋgatyi; Ʋanhu ʋaŋgandiiteiko?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo