1
Mapisarema 61:1-2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai kucema kwaŋgu, Mŋari; Tererai munyeŋgetero waŋgu. Ndicaɗana kwamuri ndiri pamugumo wapasi, kana mŋoyo waŋgu waziya; Ndiperekedzerei kuɗombo randisiŋgaȿikiri.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 61:3
Nokuti imi makaŋga muri ʋutiziro bgaŋgu, Neshoŋgwe yaŋgu yakasimba kwandiŋgatiza muʋeŋgi waŋgu.
3
Mapisarema 61:4
Ndicagara patente renyu nokusiŋgaperi; Ndicaʋanda munyasi mamapapiro enyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo