1
Mapisarema 62:8
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋimbai naye ŋguʋa dzose, imi ʋanhu; Ƌururai mŋoyo yenyu pamberi pake; Mŋari ndiye ʋutiziro bgeɗu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 62:5
Mŋeya waŋgu, rindira Mŋari ɀirokwaɀo; Nokuti ndinomutarira iye.
3
Mapisarema 62:6
Ndiye woga ɗombo raŋgu noruponeso rwaŋgu; Ndiye shoŋgwe yaŋgu yakakwirira; handiŋgazunuŋguswi.
4
Mapisarema 62:1
Ɀirokwaɀo, mŋeya waŋgu unoŋgorindira Mŋari; Kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwaŋgu.
5
Mapisarema 62:2
Ndiye woga ɗombo raŋgu nomuponesi waŋgu; Ndiye shoŋgwe yaŋgu yakakwirira; handiŋgazunuŋguswi ɀikuru.
6
Mapisarema 62:7
KunaMŋari ndiko kunokuponeswa kwaŋgu nokukudzwa kwaŋgu; Ƌombo resimba raŋgu noʋutiziro bgaŋgu ɀiri kunaMŋari.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo