1
Mapisarema 63:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari, imi muri Mŋari waŋgu; ndicakutȿakai maŋgwanani; Mŋeya waŋgu unenyota kwamuri, nyama yaŋgu inokushuʋai, Panyika yakawoma, inonzwisa nyota, isinemvura.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 63:3
Nokuti ʋunyoro bgenyu ʋunokunda ʋupenyu; Miromo yaŋgu icakurumbidzai.
3
Mapisarema 63:4
Naiɀoɀo ndicakuʋoŋgai ndiciri mupenyu; Ndicasimudza maʋoko aŋgu nezita renyu.
4
Mapisarema 63:2
Naiɀoɀo ndakatarira kwamuri panɀimbo tȿene, Kuti ndiʋone simba renyu nokubginya kwenyu.
5
Mapisarema 63:7-8
Nokuti makaŋga muri muɓatsiri waŋgu, Pamumvuri wamapapiro enyu ndi’po pandicafara kwaɀo. Mŋeya waŋgu unokunamatirai nesimba rose; Ruʋoko rwenyu rworudyi runonditsigira.
6
Mapisarema 63:6
Kana ndicikuraŋgarirai panhoʋo yaŋgu, Ndicikufuŋgai paŋguʋa dzoʋusiku.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo