1
Mapisarema 85:2
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makakaŋganwira kutadza kwaʋanhu ʋenyu, Makafukidza ɀiʋi ɀaʋo ɀose.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 85:10
Ŋgoni neɀokwaɗi ɀakasoŋgana; Kururama norugare ɀakaȿetana.
3
Mapisarema 85:9
Ɀirokwaɀo kuponesa kwake kuri pedyo naʋanomutya; Kuti kubginya kugare munyika yeɗu.
4
Mapisarema 85:13
Kururama kucamutuŋgamirira; Kucagadzirira tsoka dzake nzira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo