1
Mapisarema 84:11
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova Mŋari izuʋa nenhoʋo; Jehova ucapa nyasha nokukudzwa; Hapanecinhu cakanaka caaŋganyima ʋanofamba nokururama.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 84:10
Nokuti zuʋa rimŋe paʋazhe dzenyu rinokunda mamŋe anecuru pakunaka. Ndinoti ɀirinani kuti ndiʋe murindi womukoʋa mumba maMŋari waŋgu, Pakuti ndigare pamatente aʋaneɀakaipa.
3
Mapisarema 84:5
Wakaropafadzwa munhu unesimba rake mamuri; Unemigwagwa inoenda Zioni mumŋoyo make.
4
Mapisarema 84:2
Mŋeya waŋgu unoshuʋa, ɀirokwaɀo unopaŋga ʋazhe dzaJehova; Mŋoyo waŋgu nenyama yaŋgu ɀinoɗana kunaMŋari mupenyu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo