1
Mapisarema 89:15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaropafadzwa ʋanhu ʋanoziʋa inzwi romufaro; Ʋanofamba, Jehova, muciedza ceciso cenyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 89:14
Kururama nokururamisa ndidzo nheyo dzecigaro cenyu coʋushe; Ŋgoni neɀokwaɗi ɀinokutuŋgamirirai.
3
Mapisarema 89:1
Ndicaimba ndicireʋa ŋgoni dzaJehova nokusiŋgaperi; Ndicaparidza nomuromo waŋgu kutendeka kwenyu kumrudzi namarudzi.
4
Mapisarema 89:8
Haiwa, Jehova, Mŋari wehondo, Ndianiko unesimba, wakafanana nemi, Jehova? Kutendeka kwenyu kunokukomberedzai.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo