1
Mapisarema 90:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tidzidzisei kunatso‐ʋereŋga mazuʋa eɗu, Kuti tiɀiwanire mŋoyo wakacenjera.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 90:17
Kunaka kwaJehova Mŋari weɗu ŋgakuʋe pamsoro peɗu; Mutisimbisire ɓasa ramaʋoko eɗu; Ɀirokwaɀo, ɓasa ramaʋoko eɗu murisimbise.
3
Mapisarema 90:14
Tigutsei maŋgwanani neŋgoni dzenyu; Kuti tifarise, tiʋe nomufaro mazuʋa eɗu ose.
4
Mapisarema 90:2
Makomo asati aɀarwa, Musati matoŋgosika nyika nevu, Kubva pakusiŋgaperi kuȿikira pakusiŋgaperi imi muri Mŋari.
5
Mapisarema 90:1
Ishe, makaŋga muri ʋugaro bgeɗu Pamarudzi namarudzi.
6
Mapisarema 90:4
Nokuti kwamuri makore anecuru Akaŋgofanana nezuʋa razuro kana rapfuʋura, Seŋguʋa yokurinda yoʋusiku.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo