1
Mapisarema 9:10
Shona Bible 1949, revised 2002
Vanoziva zita renyu vachavimba nemi; Nokuti imi Jehovha hamuna kurasha vanokutsvakai.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 9:1
Ndichavonga Jehovha nomwoyo wangu wose; Ndichaparidza mabasa enyu ose anoshamisa.
3
Mapisarema 9:9
Jehovha achava nhare yakasimba kuna vanomanikidzwa, Nhare yakasimba panguva yokutambudzika.
4
Mapisarema 9:2
Ndichafara nokukufarirai zvikuru; Ndichaimbira zita renyu nziyo dzokurumbidza, imi Wokumusorosoro.
5
Mapisarema 9:8
Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo