1
Ezekieri 11:19
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Ndichavapa mwoyo mumwechete ndigoisa Mweya mutsva mavari. Ndichabvisa munyama yavo mwoyo wedombo ndichivapa mwoyo wenyama
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 11:20
kuitira kuti vatevere mirao yangu vachichengeta zvirevo zvangu nokuzviteerera. Ivo vachava vanhu vangu ini ndichava Mwari wavo.
3
Ezekieri 11:17
Naizvozvo iti, zvanzi naTenzi Mwari ndichakukokorodzai mumarudzi avanhu ndigokuunganidzai kubva munyika dzamakaparadzirwa ndizokupai nyika yeIsiraeri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo