1
Ezekieri 12:28
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Naizvozvo chivataurira kuti, zvanzi naTenzi Mwari hapana chandichataura chichambononoka. Chandinenge ndataura chichabva chaitika,” ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 12:25
Asi ini Tenzi ndichataura zvandinotaura zvichiitika, hazvichanonoka. Ndichataura chinhu chichiitika munguva yenyu iyoyo, imi imba yavapanduki.” Ndichati ndikataura chinhu chinobva chaiitika, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
3
Ezekieri 12:2
“Iwe mwanakomana womunhu unogara pakati pemba yavanhu vakapanduka vane meso okuonesa asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa asi havanzwi.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo