1
Jeremiya 19:15
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
“Zvanzi naTenzi, wehondo nehondo Mwari weIsiraeri chinzwai, ndava kuunzira guta rino notumaguta twaro twose zvinhu zvose zvakaipa zvandakamboreva nezvaro nokuti vakaomesa musoro vachiramba kunzwa zvandinoreva.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jeremiya 19:5
vachivakawo nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira kuna Bhaari dzokupisira vanakomana vavo mumoto semipiro yokupisira kuna Bhaari yandisina kumbotema ini kana kupa somutemo uye hazvina kana kumbouya mupfungwa dzangu.
3
Jeremiya 19:4
Chikonzero chacho ndechokuti vanhu vakandifuratira vakan'oresa nzvimbo ino nokupisira rusenzi mairi kuvamwe vamwari vasingazikanwi naivo kana namadzibaba avo kana namadzimambo okwaJudha uye pamusana pokuti vakazadza nzvimbo ino neropa ravanhu vasina mhosva
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo