1
2 Vatesaronika 1:11
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Pamusana paizvozvi tinonamata nguva dzose kuti Mwari wedu aite kuti imi muve vanhu vakakodzera kukudaidzai kwaakaita uye kuti aite kuti zvakanaka zvamunoda kuita zvechitendero zvibudirire nesimba rake
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Vatesaronika 1:6-7
uyewo nokuti Mwari anozviona chiri chinhu chinokodzera kutsividza nenhamo avo vanokutambudzai. Achakupai zororo pamwechete nesu imi muri kuoneswa nhamo kana Tenzi Jesu oratidzwa achibva kudenga navatumwa vake vane simba
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo