2 VaTesaronika 1:6-7
2 VaTesaronika 1:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari anoruramisira: Achatsiva nokutambudza avo vanokutambudzai, uye agozorodza imi vari kutambudzika, uye nesuwo. Izvi zvichaitika Ishe Jesu paacharatidzwa kubva kudenga mumurazvo womoto unopfuta ane vatumwa vake vane simba.
2 VaTesaronika 1:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvakarurama kuna Mwari, kuti atsive nokutambudzika ivavo vanokutambudzai; nemi munotambudzwa, kuti mupiwe kuzorora pamwechete nesu pakuonekwa kwaIshe Jesu, kana achibva kudenga navatumwa vesimba rake
2 VaTesaronika 1:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
uyewo nokuti Mwari anozviona chiri chinhu chinokodzera kutsividza nenhamo avo vanokutambudzai. Achakupai zororo pamwechete nesu imi muri kuoneswa nhamo kana Tenzi Jesu oratidzwa achibva kudenga navatumwa vake vane simba
2 VaTesaronika 1:6-7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ɀaɀakarurama kunaMŋari, kuti atsiʋe nokutambudzika iʋaʋo ʋanokutambudzai; nemi munotambudzwa, kuti mupiwe kuzorora pamŋe cete nesu pakuʋonekwa kwaShe Jesu, kana acibva kuɗeŋga naʋatumŋa ʋesimba rake
2 VaTesaronika 1:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)