1
VaHebheru 8:12
Bhaibhiri Idzva rechiShona
nokuti ndichavanzwira nyasha pazvitadzo zvavo uye zvitadzo zvavo handichazombozvirangaririzve.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
VaHebheru 8:10
Ichi ndicho chitenderano chandichaita neveimba yokwaIsiraeri mushure mamazuva iwayo ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ndichaisa mitemo yangu mupfungwa dzavo ndigoinyora mumwoyo mavo, ini ndichava Mwari wavo, ivowo vachava vanhu vangu.
3
VaHebheru 8:11
Hapana achadzidzisa mumwe achiti kuna mumwe, “Ziva Tenzi” nokuti vose zvavo vachandiziva kubvira pamuduku–duku wavo chaiye kusvikira pamukuru wavo chaiye
4
VaHebheru 8:8
Mwari anovapa mhosva paanoti, “Zvanzi naTenzi chionai mazuva achasvika andichaita chitenderano chitsva nemba yokwaIsiraeri nevemba yokwaJudha.
5
VaHebheru 8:1
Chikuru chatiri kutaura apa ndechichi chokuti, tine mupristi mukuru agere kurudyi rwechigaro choumambo choukuru–ukuru chokudenga.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo