1
Nziyo 49:20
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Munhu haagoni kuramba aine mukurumbira wake akangoitawo somhuka dzinoparara.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Nziyo 49:15
Asi Mwari achandinunura upenyu kusimba renzvimbo yavakafa nokuti achandigamuchira. Dzepfunde
3
Nziyo 49:16-17
Usakatyamare zvako kana munhu akava mupfumi kunyange mbiri yemba yake ikadhuma nokuti paanofa hapana chaanoenda nacho. Mbiri yake haidziki naye ichimutevera
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo