1
2 Samueri 5:4
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Dhavhidhi akanga ava namakore makumi matatu paakava mambo, uye akatonga kwamakore makumi mana.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Samueri 5:19
Saka Dhavhidhi akabvunza Jehovha akati, “Ndoenda here kundorwisa vaFiristia? Ko, muchavaisa mumaoko angu here?” Jehovha akamupindura akati, “Enda, nokuti zvirokwazvo ndichaisa vaFiristia mumaoko ako.”