1
Jobho 5:17-18
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“Akaropafadzwa munhu anogadziridzwa zvaari naMwari; saka usazvidza kuranga kwoWamasimba Ose. Nokuti anopa vanga, asi achisungazve; anokuvadza, asi maoko ake anorapazve.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Jobho 5:8-9
“Asi dai ndakanga ndirini, ndaiturira mhosva yangu kuna Mwari; ndaiisa mhaka yangu pamberi pake. Anoita minana isingagoni kuyerwa, zvishamiso zvisingagoni kuverengwa.
3
Jobho 5:19
Achakurwira kubva panjodzi nhanhatu; kunyange panomwe hakuna kukuvadzwa kuchakuwira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo