1
Mapisarema 144:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Jehovha Dombo rangu ngaarumbidzwe, iye anodzidzisa maoko angu kurwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 144:15
Vakaropafadzwa vanhu avo vachaitirwa saizvozvi; vakaropafadzwa vanhu avo vana Jehovha Mwari wavo.
3
Mapisarema 144:2
Ndiye Mwari anondida uye nhare yangu, shongwe yangu nomudzikinuri wangu, nenhoo yangu uye ndinovanda maari, iye anoisa marudzi pasi pangu.
4
Mapisarema 144:3
Haiwa Jehovha, munhu chiiko zvamune hanya naye? Kana mwanakomana womunhu zvamunomufunga?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo