1
Mapisarema 38:22
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Haiwa Ishe Muponesi wangu, kurumidzai kuuya kuzondibatsira.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 38:21
Haiwa Jehovha, regai kundisiya; regai kuva kure neni, imi Mwari wangu.
3
Mapisarema 38:15
Haiwa Jehovha, ndakakumirirai; muchapindura, imi Ishe Mwari wangu.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo