1
Mapisarema 98:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Imbirai Jehovha rwiyo rutsva, nokuti akaita zvinhu zvinoshamisa; ruoko rwake rworudyi nechanza chake chitsvene zvakamukundisa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 98:4
Danidzirai nomufaro kuna Jehovha, imi nyika yose, imbai nziyo mupembere nomufaro
3
Mapisarema 98:9
ngaaimbe pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama navanhu nokururamisira.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo