1
Ekisodho 22:22-23
Shona BIBLE
SUB
Usatambudza chirikadzi kana nherera. Kana ukatongovatambudza, vakadana kwandiri, ndichateerera kudana kwavo
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ekisodho 22:21
Usaitira mutorwa zvakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti.
3
Ekisodho 22:18
Usarega muroyi ari mupenyu.
4
Ekisodho 22:25
Kana ukapa mumwe wavanhu vangu vaunavo chikwereti chemari, ari murombo, usaita kwaari somupi wechikwereti; usareva mhindu kwaari.