Ɀino wakati araŋgana naʋanhu, akagadza ʋaifanira kuimbira Jehova, nokumurumbidza neŋguʋo tȿene, ʋakafamba pamberi pehondo, ʋaciti: Ʋoŋgai Jehova, nokuti nyasha dzake hadziperi.
Verenga chikamu II Makoronike 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Makoronike 20:21
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo