2 Makoronike 20:21
2 Makoronike 20:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shure kwokunge abvunzana navanhu, Jehoshafati akagadza varume kuti vaimbire Jehovha uye vamurumbidze nokuda kwokunaka kwoutsvene hwake pavaifamba vari mberi kwehondo, vachiti: “Vongai Jehovha, nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati arangana navanhu, akagadza vaifanira kuimbira Jehovha, nokumurumbidza nenguo tsvene, vakafamba pamberi pehondo, achiti, “Vongai Jehovha, nokuti nyasha dzake hadziperi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 202 Makoronike 20:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti apedza kubvunza mazano kuvanhu, akasarudza vokuimbira Tenzi nokumurumbidza vakapfeka hanzu dzinoera vari mberi kwehondo vachiti, “Tendai Tenzi uye nokuti mwoyochena wake hauperi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Makoronike 20