Asi wakati asimba, mŋoyo wake ukaɀikudza, akazoita ɀakashata, akatadzira Jehova Mŋari wake; nokuti wakapinda patembere yaJehova kundopisa ɀinonhuwira paartari yeɀinonhuwira.
Verenga chikamu II Makoronike 26
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Makoronike 26:16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo