II Makoronike 34:25
II Makoronike 34:25 SUB1949
Nokuti ʋakandirasha, ʋakapisira ʋamŋe ʋamŋari ɀinonhuwira, ʋakanditsamŋisa namaɓasa ose amaʋoko aʋo; naiɀoɀo kutsamŋa kwaŋgu kwaɗururwa pamsoro penɀimbo iyi, hakuŋgadzimŋi.