Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Makoronike 34:25 - Enzanisa Shanduro Dzose

2 Makoronike 34:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti vakandisiya vakapisira zvinonhuhwira kuna vamwe vamwari vakamutsa hasha dzangu nezvose zvakagadzirwa namaoko avo, hasha dzangu dzichadururirwa panzvimbo ino uye hadzizodzimurwi.’

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 34 BDSC

2 Makoronike 34:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Nokuti vakandirasha, vakapisira vamwe vamwari zvinonhuwira, vakanditsamwisa namabasa ose amaoko avo; naizvozvo kutsamwa kwangu kwadururwa pamusoro penzvimbo iyi, hakungadzimwi.

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 34 SNA2002

2 Makoronike 34:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ʋakandirasha, ʋakapisira ʋamŋe ʋamŋari ɀinonhuwira, ʋakanditsamŋisa namaɓasa ose amaʋoko aʋo; naiɀoɀo kutsamŋa kwaŋgu kwaɗururwa pamsoro penɀimbo iyi, hakuŋgadzimŋi.

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 34 SUB1949

2 Makoronike 34:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pamusana pokuti vakandifuratira vakapisira vamwe vamwari rusenzi, vachida kundishatirisa nezvose zvavakaita namaoko avo. Naizvozvo ndichavirukira nzvimbo ino nehasha dzangu dzisingazopodzwi.

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 34 SCLB

2 Makoronike 34:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pamusana pokuti vakandifuratira vakapisira vamwe vamwari rusenzi, vachida kundishatirisa nezvose zvavakaita namaoko avo. Naizvozvo ndichavirukira nzvimbo ino nehasha dzangu dzisingazopodzwi.

Pakurirana nevamwe
2 Makoronike 34 SCLBD