II Madzimambo 18:6
II Madzimambo 18:6 SUB1949
Nokuti wakanamatira Jehova, haana‐kutsauka pakumuteʋera; asi wakaceŋgeta mirairo yake, yakarairwa Mosesi naJehova.