Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 18:6 - Compare All Versions

2 Madzimambo 18:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akanamatira kuna Jehovha uye haana kurega kumutevera; akachengeta mirayiro yakapiwa Mozisi naJehovha.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 BDSC

2 Madzimambo 18:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti wakanamatira Jehovha, haana kutsauka pakumutevera; asi wakachengeta mirairo yake, yakarairwa Mosesi naJehovha.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SNA2002

2 Madzimambo 18:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akaramba akati kwati naTenzi asingatsauki pakumutevera achichengeta mitemo yaTenzi yaakatemera Mosesi kuti ichengetwe.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SCLBD

2 Madzimambo 18:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti wakanamatira Jehova, haana‐kutsauka pakumuteʋera; asi wakaceŋgeta mirairo yake, yakarairwa Mosesi naJehova.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SUB1949

2 Madzimambo 18:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akaramba akati kwati naTenzi asingatsauki pakumutevera achichengeta mitemo yaTenzi yaakatemera Mosesi kuti ichengetwe.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 18 SCLB