2 Madzimambo 18:6
2 Madzimambo 18:6 SNA2002
Nokuti wakanamatira Jehovha, haana kutsauka pakumutevera; asi wakachengeta mirairo yake, yakarairwa Mosesi naJehovha.