II Madzimambo 5:1
II Madzimambo 5:1 SUB1949
Ɀino Naamani, mukuru wehondo dzamambo weSiria, waiʋa munhu mukuru kunatenzi wake, nomunhu waikudzwa; nokuti Jehova wakaŋga akundisa ʋaSiria naye; ʋuye waiʋa munhu wesimba noʋumhare, asi wakaŋga anamaperembudzi.

