Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 5:1 - Compare All Versions

2 Madzimambo 5:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvino Naamani, mukuru wehondo yamambo weAramu, aiva munhu mukuru kwazvo pamberi patenzi wake uye aikudzwa zvikuru, nokuti kubudikidza naye, Jehovha akapa mambo weAramu kukunda. Aiva murwi ane simba noumhare, asi aiva namaperembudzi.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 BDSC

2 Madzimambo 5:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Naamani, mukuru wehondo dzamambo weSiria, waiva munhu mukuru kuna tenzi wake, nomunhu waikudzwa; nokuti Jehovha wakanga akundisa vaSiria naye; uye waiva munhu wesimba noumhare, asi wakanga ana maperembudzi.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 SNA2002

2 Madzimambo 5:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mutungamiriri wehondo yamambo weSiria ainzi Naamani aiva munhu airemekedzwa zvikuru nachangamire vake, ari munhu wavo wapamwoyo nokuti naiyeyu uyu Tenzi akaita kuti vakurire vaSiria muhondo. Aiva murume uno, nyanzvi chaiyo yokurwa, asi akanga aine maperembudzi.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 SCLBD

2 Madzimambo 5:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Naamani, mukuru wehondo dzamambo weSiria, waiʋa munhu mukuru kunatenzi wake, nomunhu waikudzwa; nokuti Jehova wakaŋga akundisa ʋaSiria naye; ʋuye waiʋa munhu wesimba noʋumhare, asi wakaŋga anamaperembudzi.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 SUB1949

2 Madzimambo 5:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mutungamiriri wehondo yamambo weSiria ainzi Naamani aiva munhu airemekedzwa zvikuru nachangamire vake, ari munhu wavo wapamwoyo nokuti naiyeyu uyu Tenzi akaita kuti vakurire vaSiria muhondo. Aiva murume uno, nyanzvi chaiyo yokurwa, asi akanga aine maperembudzi.

Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 SCLB