II Madzimambo 5:10
II Madzimambo 5:10 SUB1949
Erisha akatuma nhume kwaari, akati: Enda, undoshamba kanomŋe munaJoridani, nyama yako idzokere ɀe kwauri, uʋe wakanaka.