2 Madzimambo 5:10 - Compare All Versions
2 Madzimambo 5:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akatuma nhume yake kwaari achiti, “Enda unoshamba kanomwe muJorodhani, ipapo nyama yako ichadzoredzerwa pakare uye uchava wakanatswa.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 BDSC2 Madzimambo 5:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erisha akatuma nhume kwaari, akati, “Enda, undoshamba kanomwe muna Jorodhani, nyama yako idzokerezve kwauri, uve wakanaka.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 SNA20022 Madzimambo 5:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Erisha akamutumira nhume kundoti, “Enda undoshamba kanomwe kuna Jorodhani muviri wako uchapora woita sezvawaimbova uchibvawo wachenurwa.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 SCLBD2 Madzimambo 5:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Erisha akatuma nhume kwaari, akati: Enda, undoshamba kanomŋe munaJoridani, nyama yako idzokere ɀe kwauri, uʋe wakanaka.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 SUB19492 Madzimambo 5:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha akamutumira nhume kundoti, “Enda undoshamba kanomwe kuna Jorodhani muviri wako uchapora woita sezvawaimbova uchibvawo wachenurwa.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 5 SCLB