II Madzimambo 6:5
II Madzimambo 6:5 SUB1949
Asi mumŋe wakati acitema ɗanda, cese ndokuwira mumvura; akaɗanidzira, aciti: Haiwa! tenzi waŋgu! nokuti rakaŋga rakumbirwa.