2 Madzimambo 6:5 - Compare All Versions
2 Madzimambo 6:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mumwe akati achiri kutema muti, musoro wedemo wakasvotoka ukawira mumvura. Akadanidzira akati, “Haiwa, ishe wangu, rakanga rakweretwa!”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 BDSC2 Madzimambo 6:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mumwe wakati achitema danda, demo ndokuwira mumvura; akadanidzira, achiti, “Haiwa! Tenzi wangu! Nokuti rakanga rakumbirwa.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 SNA20022 Madzimambo 6:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi mumwe wavo achitema bango kudaro chese yedemo rake yakasvotokera mumvura. Akazhamba kuchema achiti, “Babaiwe kani! Changamire, demo iri rakatoita zvokukumbirwa.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 SCLBD2 Madzimambo 6:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi mumŋe wakati acitema ɗanda, cese ndokuwira mumvura; akaɗanidzira, aciti: Haiwa! tenzi waŋgu! nokuti rakaŋga rakumbirwa.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 SUB19492 Madzimambo 6:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mumwe wavo achitema bango kudaro chese yedemo rake yakasvotokera mumvura. Akazhamba kuchema achiti, “Babaiwe kani! Changamire, demo iri rakatoita zvokukumbirwa.”
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 SCLB