II Madzimambo 6:6
II Madzimambo 6:6 SUB1949
Munhu waMŋari akati: Yawirepiko? Akamuratidza payakaŋga yawira. Erisha akatema rutanda, akarukandira’ko, akapapamadza ɗare.