2 Madzimambo 6:6 - Compare All Versions
2 Madzimambo 6:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu waMwari akati, “Rawira napapi?” Akati amuratidza nzvimbo yacho, Erisha akatema rutanda akarukandirapo, uye akapapamadza musoro wedemo.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 BDSC2 Madzimambo 6:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu waMwari akati, “Yawirepiko?” Akamuratidza payakanga yawira. Erisha akatema rutanda, akarukandirako, akapapamadza demo.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 SNA20022 Madzimambo 6:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Munhu waMwari akati, “Rawira nepapi?” Paakamuratidza parakawira napo akatema chimuti akachikanda ipapo ndokuita kuti chese iya yesimbi iyangarare.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 SCLBD2 Madzimambo 6:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Munhu waMŋari akati: Yawirepiko? Akamuratidza payakaŋga yawira. Erisha akatema rutanda, akarukandira’ko, akapapamadza ɗare.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 SUB19492 Madzimambo 6:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu waMwari akati, “Rawira nepapi?” Paakamuratidza parakawira napo akatema chimuti akachikanda ipapo ndokuita kuti chese iya yesimbi iyangarare.
Pakurirana nevamwe
2 Madzimambo 6 SCLB