2 Madzimambo 6:6
2 Madzimambo 6:6 SNA2002
Munhu waMwari akati, “Yawirepiko?” Akamuratidza payakanga yawira. Erisha akatema rutanda, akarukandirako, akapapamadza demo.