2 Madzimambo 6:6
2 Madzimambo 6:6 SCLBD
Munhu waMwari akati, “Rawira nepapi?” Paakamuratidza parakawira napo akatema chimuti akachikanda ipapo ndokuita kuti chese iya yesimbi iyangarare.