Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

II Samueri 1:12

II Samueri 1:12 SUB1949

Ʋakacema, nokuwuŋgudza, nokuɀinyima ɀokudya kuȿikira maɗeko pamsoro paSauro naJonatani mŋanakomana wake, napamsoro paʋanhu ʋaJehova, napamsoro peimba yaIsraeri, nokuti ʋakaŋga ʋaʋurawa nomunondo.