II Samueri 3:1
II Samueri 3:1 SUB1949
Ɀino kwakaŋga kunokurwa ŋguʋa huru pakati peimba yaSauro neimba yaDavidi; Davidi akaramba aciwedzerwa simba, asi imba yaSauro yakaramba icitorerwa simba.