Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 3:1 - Compare All Versions

2 Samueri 3:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Hondo pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi yakatora nguva refu isati yapera. Dhavhidhi akaramba achisimba asi imba yaSauro yakaramba ichipererwa nesimba.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 BDSC

2 Samueri 3:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino kwakanga kunokurwa nguva huru pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi; Dhavhidhi akaramba achiwedzerwa simba, asi imba yaSauro yakaramba ichitorerwa simba.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 SNA2002

2 Samueri 3:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kwakaitika hondo kwenguva ndefu kwazvo pakati pemhuri yokwaSauro neyokwaDhavhidhi. Dhavhidhi akaramba achisimbarara, uku vemhuri yokwaSauro vakaramba vachiderera.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 SCLBD

2 Samueri 3:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino kwakaŋga kunokurwa ŋguʋa huru pakati peimba yaSauro neimba yaDavidi; Davidi akaramba aciwedzerwa simba, asi imba yaSauro yakaramba icitorerwa simba.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 SUB1949

2 Samueri 3:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kwakaitika hondo kwenguva ndefu kwazvo pakati pemhuri yokwaSauro neyokwaDhavhidhi. Dhavhidhi akaramba achisimbarara, uku vemhuri yokwaSauro vakaramba vachiderera.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 3 SCLB