Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMŋari, runoɓatsira pakudzidzisa, nokuraira, nokururamisa, nokuraŋga kuri mukururama, kuti munhu waMŋari akwane, agadzirirwa kwaɀo maɓasa ose akanaka.
Verenga chikamu II Timotio 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: II Timotio 3:16-17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo