Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Timoti 3:16-17

2 Timoti 3:16-17 SCLB

Magwaro Matsvene ose akafemerwa naMwari uye ane basa pakudzidzisa napakutsiura napakugadziridza munhu uye pakudzidzisa kuita zvakanaka kuti munhu waMwari ave akakwana akagadzirira basa ripi neripi rakanaka.

Verenga chikamu 2 Timoti 3