Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 6:3-4

Maɓasa Aʋaapostora 6:3-4 SUB1949

Ɀino hama dzaŋgu, sanaŋgurai pakati penyu ʋarume ʋanomŋe, ʋanopupurirwa ɀakanaka, ʋazere noMŋeya noʋucenjeri, ʋatiŋgaisa paɓasa iri. Asi isu ticatsuŋgirira pakunyeŋgetera napaɓasa reshoko.